21 Pazuva rorusere, nguva yokudzingiswa kwake yasvika, akatumidzwa zita rokuti Jesu, zita raakanga apiwa nomutumwa asati aumbwa mudumbu.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 2
Maonero Ruka 2:21 akapoteredza