Ruka 2:25 BDMCS

25 Zvino kwakanga kuno murume aiva muJerusarema ainzi Simeoni, akanga akarurama uye aida Mwari. Akanga akamirira kunyaradzwa kwavaIsraeri, uye Mweya Mutsvene waiva pamusoro pake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 2

Maonero Ruka 2:25 akapoteredza