Ruka 2:7 BDMCS

7 akazvara dangwe rake, mwanakomana. Akamuputira nemicheka akamuisa muchidyiro chezvipfuwo, nokuti muimba yavaeni makanga musisina nzvimbo yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 2

Maonero Ruka 2:7 akapoteredza