16 Achauya agouraya varimi avo agopa vamwe varimi munda womuzambiringa.” Vanhu vakati vanzwa izvozvo, vakati, “Dai zvakadai zvikasatomboitika!”
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20
Maonero Ruka 20:16 akapoteredza