Ruka 20:28 BDMCS

28 Vakati, “Mudzidzisi, Mozisi akatinyorera kuti kana mukoma womunhu akafa akasiya mukadzi asina vana, murume anofanira kuwana chirikadzi iyo amutsire mukoma wake vana.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:28 akapoteredza