Ruka 20:31 BDMCS

31 Uye wechitatu akamuwana, uye nenzira imwe cheteyo, vose vari vanomwe vakafa, vachisiya pasina vana.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:31 akapoteredza