Ruka 20:37 BDMCS

37 Asi panhoroondo yegwenzi, kunyange naMozisi akaratidza kuti vakafa vanomutswa, nokuti anoti, Ishe ndiye ‘Mwari waAbhurahama, naMwari waIsaka, uye naMwari waJakobho.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:37 akapoteredza