Ruka 20:5 BDMCS

5 Vakataurirana pakati pavo vakati, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga,’ iye achati, ‘Seiko musina kumutenda?’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:5 akapoteredza