Ruka 21:12 BDMCS

12 “Asi izvi zvose zvisati zvaitika, vachakubatai vagokutambudzai. Vachakuisai kumasinagoge nokumatorongo uye muchamiswa pamberi pamadzimambo navabati, uye zvose nokuda kwezita rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 21

Maonero Ruka 21:12 akapoteredza