Ruka 22:37 BDMCS

37 Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Iye akaverengwa pamwe chete navadariki’ uye ndinoti kwamuri, izvi zvinofanira kuzadziswa mandiri. Hongu, zvakanyorwa pamusoro pangu zvava kusvika pakuzadziswa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 22

Maonero Ruka 22:37 akapoteredza