Ruka 22:42 BDMCS

42 “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu pandiri; asi ngakurege kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu kuitwe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 22

Maonero Ruka 22:42 akapoteredza