Ruka 22:66 BDMCS

66 Kuzoti kwaedza dare ravakuru vavanhu, vose vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, vakasangana pamwe chete, uye Jesu akamiswa pamberi pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 22

Maonero Ruka 22:66 akapoteredza