68 uye kana ndikakubvunzai, hamungandipinduri.
69 Asi kubva zvino, Mwanakomana woMunhu achagara kuruoko rworudyi rwaMwari ane simba.”
70 Vose vakabvunza vachiti, “Ko, zvino iwe ndiwe Mwanakomana waMwari here?”Iye akapindura akati, “Mareva zvakanaka, zvamati ndini iye.”
71 Ipapo vakati, “Tichadazve humwe uchapupu here? Tazvinzwa zvabva mumuromo make.”