22 Akati kwavari kechitatu, “Sei? Murume uyu atadzeiko? Handina kuwana mhosva yokuti atongerwe rufu paari. Naizvozvo, ndichaita kuti arohwe ndigomusunungura.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 23
Maonero Ruka 23:22 akapoteredza