Ruka 23:51 BDMCS

51 uyo akanga asina kubvumirana navo pakuronga kwavo uye nokuita kwavo. Aibva kuguta ravaJudha reArimatea uye akanga akamirira umambo hwaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 23

Maonero Ruka 23:51 akapoteredza