27 mwanakomana waJoanani,mwanakomana waResa,mwanakomana waZerubhabheri,mwanakomana waShearitieri,mwanakomana waNeri,
28 mwanakomana waMereki,mwanakomana waAdhi,mwanakomana waKosamu,mwanakomana waErimadhami,mwanakomana waEri,
29 mwanakomana waJoshua,mwanakomana waEriezeri,mwanakomana waJerimi,mwanakomana waMatati,mwanakomana waRevhi,
30 mwanakomana waSimeoni,mwanakomana waJudha,mwanakomana waJosefa,mwanakomana waJonami,mwanakomana waEriakimi,
31 mwanakomana waMerea,mwanakomana waMena,mwanakomana waMatata,mwanakomana waNatani,mwanakomana waDhavhidhi,
32 mwanakomana waJese,mwanakomana waSarumoni,mwanakomana waNahashoni,
33 mwanakomana waAminadhabhi,mwanakomana waRami,mwanakomana waHezironi,mwanakomana waPerezi,mwanakomana waJudha,