35 mwanakomana waSerugi,mwanakomana waReu,mwanakomana waPeregi,mwanakomana waEbha,mwanakomana waShera,
36 mwanakomana waKainani,mwanakomana waArifasadhi,mwanakomana waShamu,mwanakomana waNoa,mwanakomana waRameki,
37 mwanakomana waMetusera,mwanakomana waEnoki,mwanakomana waJaredhi,mwanakomana waMaharareri,mwanakomana waKenani,
38 mwanakomana waEnoshi,mwanakomana waSeti,mwanakomana waAdhamu,mwanakomana waMwari.