Ruka 4:2 BDMCS

2 umo maakaedzwa naSatani kwamazuva makumi mana. Haana chaakadya pamazuva iwayo, uye pakupera kwamazuva iwayo akanzwa nzara.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 4

Maonero Ruka 4:2 akapoteredza