Ruka 4:33 BDMCS

33 Musinagoge makanga muno murume akanga akabatwa nedhimoni, mweya wakaipa, uye akadanidzira nenzwi guru achiti,

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 4

Maonero Ruka 4:33 akapoteredza