Ruka 4:36 BDMCS

36 Vanhu vose vakashamiswa vakataurirana vachiti, “Kudzidzisa uku ndokupi? Anorayira mweya yakaipa nechikuriri uye nesimba uye ichibuda!”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 4

Maonero Ruka 4:36 akapoteredza