Ruka 5:10 BDMCS

10 uye vanaJakobho naJohani, vanakomana vaZebhedhi, vamwe vaSimoni, vakashamawo.Ipapo Jesu akati kuna Simoni, “Usatya; kubva zvino uchava mubati wavanhu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 5

Maonero Ruka 5:10 akapoteredza