14 Ipapo Jesu akamurayira akati, “Usaudza munhu, asi enda undozviratidza kumuprista ugopa zvibayiro zvakarayirwa naMozisi zvokunatswa kwako, chive chapupu kwavari.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 5
Maonero Ruka 5:14 akapoteredza