Ruka 5:26 BDMCS

26 Munhu wose akashamiswa nazvo akarumbidza Mwari. Vakazadzwa nokutya vakati, “Taona zvinhu zvinoshamisa nhasi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 5

Maonero Ruka 5:26 akapoteredza