Ruka 6:44 BDMCS

44 Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havangatanhi maonde kubva mumakwenzi eminzwa, kana kutanha mazambiringa kubva parukato.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 6

Maonero Ruka 6:44 akapoteredza