Ruka 7:28 BDMCS

28 Ndinokuudzai kuti, pakati paavo vose vakaberekwa navakadzi hakuna mukuru kuna Johani; asi muduku muumambo hwaMwari mukuru kwaari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 7

Maonero Ruka 7:28 akapoteredza