41 “Vamwe varume vaviri vakanga vane chikwereti kumunhu mumwe chete. Mumwe akanga ane chikwereti chamadhenari mazana mashanu, uye mumwe madhenari makumi mashanu.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 7
Maonero Ruka 7:41 akapoteredza