Ruka 7:6 BDMCS

6 Akanga asiri kure nomusha pakatumwa shamwari nomukuru wezana kuti dzindoti kwaari,“Ishe, musazvinetsa zvenyu, nokuti handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 7

Maonero Ruka 7:6 akapoteredza