Ruka 8:14 BDMCS

14 Mbeu yakawira muminzwa yakamirira vaya vanonzwa asi pakufamba kwavo vanovhungwa nokufunganya kwoupenyu, upfumi namafaro, havazosviki pakubereka zvibereko.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 8

Maonero Ruka 8:14 akapoteredza