Ruka 8:27 BDMCS

27 Jesu akati ayambuka gungwa, akasangana nomunhu akanga akabatwa nedhimoni achibva muguta. Munhu uyu akanga asingapfeki nguo kwenguva refu kana kugara mumba, asi aigara kumakuva.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 8

Maonero Ruka 8:27 akapoteredza