Ruka 8:29 BDMCS

29 Nokuti Jesu akanga arayira mweya wakaipa kuti ubude maari. Kazhinji waimubata, uye kunyange akange akasungwa nengetani mumaoko nomumakumbo uye akarindwa, aidambura ngetani uye oendeswa nedhimoni kurenje.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 8

Maonero Ruka 8:29 akapoteredza