39 “Dzokera kumba kwako undotaura kuti Mwari akuitira zvinhu zvakadaro sei.” Saka munhu uyu akaenda akandotaura muguta rose zvinhu zvikuru zvaakanga aitirwa naJesu.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 8
Maonero Ruka 8:39 akapoteredza