Ruka 9:12 BDMCS

12 Zuva rovira, vane Gumi Navaviri vakauya kwaari vakati, “Endesai vanhu vazhinji ava kuitira kuti vaende kumisha nokumaruwa akapoteredza kuti vandozvitsvakira zvokudya nepokurara, nokuti tiri musango muno.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9

Maonero Ruka 9:12 akapoteredza