16 Akati atora zvingwa zvishanu nehove mbiri akatarisa kudenga, akavonga ndokuzvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9
Maonero Ruka 9:16 akapoteredza