19 Vakapindura vakati, “Vamwe vanoti Johani Mubhabhatidzi, vamwe vachiti Eria, uye vamwezve vachiti, mumwe wavaprofita vakare akamuka kuvakafa.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9
Maonero Ruka 9:19 akapoteredza