Ruka 9:22 BDMCS

22 Akatizve, “Mwanakomana woMunhu anofanira kutambudzika pazvinhu zvizhinji agorambwa navakuru, vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, uye anofanira kuurayiwa agomuka pazuva retatu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9

Maonero Ruka 9:22 akapoteredza