Ruka 9:33 BDMCS

33 Varume ava vakati vobva pana Jesu, Petro akati kwaari, “Tenzi, zvakanaka kuti isu tigare pano. Ngativakei matumba matatu, rimwe renyu, rimwe raMozisi uye rimwe raEria.” Akanga asingazivi zvaaireva.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9

Maonero Ruka 9:33 akapoteredza