36 Inzwi rakati rataura izvozvo, vakaona Jesu ava oga. Vadzidzi vakanyarara, vakasaudza munhu zvavakanga vaona panguva iyoyo.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9
Maonero Ruka 9:36 akapoteredza