Ruka 9:48 BDMCS

48 Ipapo akati kwavari, “Ani naani anogamuchira mwana muduku uyu muzita rangu anondigamuchira; uye ani naani anondigamuchira, anogamuchira uyo akandituma. Nokuti muduku pakati penyu mose ndiye mukuru.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9

Maonero Ruka 9:48 akapoteredza