Ruka 9:54 BDMCS

54 Vadzidzi Jakobho naJohani vakati vaona izvi, vakabvunza vakati, “Ishe, munoda here kuti tidane moto uburuke kubva kudenga kuti uvaparadze?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9

Maonero Ruka 9:54 akapoteredza