Ruka 9:57 BDMCS

57 Vakati vachifamba mumugwagwa, mumwe munhu akati, “Ndichakuteverai kwose kwamunoenda.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9

Maonero Ruka 9:57 akapoteredza