Ruka 9:7 BDMCS

7 Zvino Herodhi mubati akanzwa pamusoro pezvose zvakanga zvichiitika. Akakanganisika, nokuti vamwe vakanga vachiti Johani akanga amutswa kubva kuvakafa,

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9

Maonero Ruka 9:7 akapoteredza