Tito 1:16 BDMCS

16 Vanoti vanoziva Mwari, asi vanomuramba namabasa avo. Vanonyangadza, havateereri uye havana kufanirwa nokuita chinhu chakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Tito 1

Maonero Tito 1:16 akapoteredza