9 Anofanira kubatisisa shoko rechokwadi sezvarakadzidziswa, kuitira kuti agokurudzira vamwe nedzidziso yakarurama uye agodzivisa vaya vanoipikisa.
Verenga chitsauko zvakakwana Tito 1
Maonero Tito 1:9 akapoteredza