Tito 3:8 BDMCS

8 Iri ishoko rezvokwadi. Uye ndinoda kuti usimbise kwazvo zvinhu izvi, kuitira kuti vaya vakatenda Mwari vachenjere kuti varambe vachiita mabasa akanaka. Zvinhu izvi zvakanaka uye zvinobatsira munhu wose.

Verenga chitsauko zvakakwana Tito 3

Maonero Tito 3:8 akapoteredza