Vafiripi 1:19 BDMCS

19 nokuti ndinoziva kuti kubudikidza neminyengetero yenyu uye norubatsiro runopiwa noMweya waJesu Kristu, zvakaitika kwandiri zvichashanduka zvikava kusunungurwa kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 1

Maonero Vafiripi 1:19 akapoteredza