Vafiripi 1:7 BDMCS

7 Zvakanaka kwandiri kuti ndifunge saizvozvo pamusoro penyu mose, sezvo ndinemi mumwoyo; nokuti kunyange ndakasungwa kana kuti ndichidzivirira nokusimbisa vhangeri, imi mose munogovana neni munyasha dzaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 1

Maonero Vafiripi 1:7 akapoteredza