Vafiripi 2:12 BDMCS

12 Naizvozvo, shamwari dzangu dzinodiwa, sezvamunogara muchiteerera, kwete ndiripo bedzi, asi zvino zvikuru ndisipo, rambai muchishandira ruponeso rwenyu nokutya nokudedera,

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 2

Maonero Vafiripi 2:12 akapoteredza