Vafiripi 2:22 BDMCS

22 Asi munoziva kuti Timoti akaratidza kutendeka kwake, nokuti somwanakomana ana baba vake akashanda neni mubasa revhangeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 2

Maonero Vafiripi 2:22 akapoteredza