Vafiripi 3:1 BDMCS

1 Pakupedzisira, hama dzangu, farai muna She! Harisi dambudziko kwandiri kuti ndinyore zvinhu zvimwe chetezvo zvakare kwamuri, uye zvinokuchengetedzai imi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 3

Maonero Vafiripi 3:1 akapoteredza