Vafiripi 3:19 BDMCS

19 Magumo avo ndiko kuparadzwa kwavo, Mwari wavo idumbu ravo, uye kuzvirumbidza kwavo ndiko kunyadziswa kwavo. Pfungwa dzavo dzinofunga zvinhu zvenyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 3

Maonero Vafiripi 3:19 akapoteredza